Revelation 18:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti neŋguʋa imŋe fuma huru yakaɗai yaparadzwa. Ɀino ʋafambisi ʋose ʋeɀikepe, naʋose ʋanofamba neɀikepe papi napapi, naʋafambi naʋaɓati paguŋgwa, ʋakamira kure,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muawa imwe chete upfumi hwakakura kudai hwaparara!’ “Vafambisi vose vezvikepe mugungwa, navose vanofamba nezvikepe, vashandi vomuzvikepe navose vanorarama nezvinobva mugungwa, vachamira kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Neawa imwechete, upfumi hwose uhu hwaparara. Vatungamiriri vengarava navanhu vanofamba nzendo nengarava navafambisi vengarava navose vanoshava mari vachishandisa nyanza, vakamira kure uko,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nenguva imwe pfuma huru yakadai yaparadzwa.” Zvino vafambisi vose vezvikepe, navose vanofamba nezvikepe papi napapi, navafambi navabati pagungwa, vakamira kure,
Shona 2009?
Nokuti nenguva imwe fuma huru yakadai yaparadzwa. Zvino vafambisi vose vezvikepe, navose vanofamba nezvikepe papi napapi, navafambi navabati pagungwa, vakamira kure,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nenguva imwe pfuma huru yakadai yaparadzwa.” Zvino vafambisi vose vezvikepe, navose vanofamba nezvikepe papi napapi, navafambi navabati pagungwa, vakamira kure,