Revelation 18:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakanzwa rimŋe inzwi rinobva kuɗeŋga, riciti: Ƃuɗai mariri, ʋanhu ʋaŋgu, kuti murege kuwadzana naro paɀiʋi ɀaro, mugorega kupiwa maɗambudziko aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro, kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwazve rimwe izwi richibva kudenga richiti, “Budai mariri vanhu vangu. Mungadaro mukazoitawo zvitadzo zvaro mukapinda mupfumvu dzaro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakanzwa rimwe izwi rinobva kudenga, richiti, “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kuwadzana naro pazvivi zvaro, mugorega kupiwa madambudziko aro.
Shona 2009?
Zvino ndakanzwa rimwe inzwi rinobva kudenga, richiti: Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kuwadzana naro pazvivi zvaro, mugorega kupiwa matambudziko aro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakanzwa rimwe izwi rinobva kudenga, richiti, “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kuwadzana naro pazvivi zvaro, mugorega kupiwa matambudziko aro.