Revelation 18:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀiʋi ɀaro ɀaȿika kuɗeŋga, Mŋari waraŋgarira ɀisakarurama ɀaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti zvivi zvaro zvaita murwi unosvika kudenga, uye Mwari arangarira mhosva dzaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvitadzo zvaro zvakaita murwi unosvika kudenga. Mwari akayeuka huipi hwaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvivi zvaro zvasvika kudenga, Mwari arangarira zvisakarurama zvaro.
Shona 2009?
Nokuti zvivi zvaro zvasvika kudenga, Mwari warangarira zvisakarurama zvaro.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvivi zvaro zvasvika kudenga, Mwari arangarira zvisakarurama zvaro.