Revelation 18:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka maɗambudziko aro acaȿika nezuʋa rimŋe, rufu, nokucema, nenzara; ricapiswa kwaɀo nomŋoto, nokuti Ishe Mŋari unoritoŋga, unesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, nezuva rimwe chete matambudziko ake achamukunda anoti: rufu, kuchema nenzara. Achaparadzwa nomoto, nokuti Ishe Mwari anomutonga mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pfumvu dzaro dzichariwira nezuva rimwechete, dzinoti rufu, kuchema rufu, neshangwa yenzara uye richapiswa nomoto nokuti Mwari anoritonga ane simba guru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka madambudziko aro achasvika nezuva rimwe, rufu, nokuchema, nenzara; richapiswa kwazvo nomoto, nokuti Ishe Mwari anoritonga, ane simba.”
Shona 2009?
Saka matambudziko aro achasvika nezuva rimwe, rufu, nokuchema, nenzara; richapiswa kwazvo nomoto, nokuti Ishe Mwari unoritonga, unesimba.
Shona SUB 2002 Bible
“Saka matambudziko aro achasvika nezuva rimwe, rufu, nokuchema, nenzara; richapiswa kwazvo nomoto, nokuti Ishe Mwari anoritonga, ane simba.”