Revelation 19:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋo yake napacidɀa cake pakaŋga pakanyorwa zita rinoti: MAMBO WAMADZIMAMBO, NASHE WAMADZISHE.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguo yake napachidya chake ane zita iri rakanyorwa: MAMBO WAMADZIMAMBO NAISHE WAMADZISHE
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pagemenzi rake napachidya chake akanyorwa zita rokuti, “Mambowamadzimambo naShewamadzishe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguo yake napachidya chake pakanga pakanyorwa zita rinoti, “MAMBO WAMADZIMAMBO, NAISHE WAMADZISHE.”
Shona 2009?
Panguvo yake napachidzva chake pakanga pakanyorwa zita rinoti: Mambo wamadzimambo, naShe Wamadzishe.
Shona SUB 2002 Bible
Panguo yake napachidya chake pakanga pakanyorwa zita rinoti, “MAMBO WAMADZIMAMBO NAISHE WAMADZISHE.”