Revelation 19:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaʋona mutumŋa amire muzuʋa; akaɗanidzira nenzwi guru, aciti kushiri dzose dzinobururuka pakati peɗeŋga: Ʋuyai, muʋuŋgane pacirayiro cikuru caMŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakaona mutumwa amire muzuva, akadanidzira nenzwi guru kushiri dzose dzinobhururuka muchadenga achiti, “Uyai, unganai pamwe chete pachirariro chaMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazoona mutumwa akamira muzuva akadaidzira nezwi guru kushiri dzose dzinobhururuka muchadenga achiti, “Uyai muunganire chirariro chikuru chaMwari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakaona mutumwa amire muzuva; akadanidzira nezwi guru, achiti kushiri dzose dzinobhururuka pakati pedenga, “Uyai muungane pachirariro chikuru chaMwari,
Shona 2009?
Zvino ndakavona mutumwa amire muzuva; akadanidzira nenzwi guru, achiti kushiri dzose dzinobhururuka pakati pedenga: Vuyai, muvungane pachirayiro chikuru chaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaona mutumwa amire muzuva; akadanidzira nezwi guru, achiti kushiri dzose dzinobhururuka pakati pedenga, “Uyai muungane pachirariro chikuru chaMwari,