Revelation 19:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ʋakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna neɀisikwa ɀipenyu ɀinna ʋakawira pasi ʋakanamata Mŋari wakaŋga agere pacigaro coʋushe, ʋakati: Ameni, Hareruya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi uye vakanamata Mwari, akanga agere pachigaro choushe. Uye vakadanidzira vachiti: “Ameni, Hareruya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru makumi maviri ana vana vaya nezvisikwa zvipenyu zvina zviya zvakati pasi kota kota zvichinamata Mwari agere pachigaro choumambo zvichiti, “Ameni. Areruya!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Vakuru vana makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi vakanamata Mwari akanga agere pachigaro choushe, vakati, “Ameni, Hareruya!”
Shona 2009?
Zvino Vakuru vanamakumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi vakanamata Mwari wakanga agere pachigaro chovushe, vakati: Ameni, Hareruya!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Vakuru vana makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi vakanamata Mwari akanga agere pachigaro choushe, vakati, “Ameni, Hareruya!”