Revelation 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgatifarei, tifarisise, timukudze; nokuti mutambo wokuwana weGwaiana waȿika, mukadzi waro waɀigadzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngatifarei uye tifarisise uye timurumbidze! Nokuti mutambo wokuwana weGwayana wasvika, uye mwenga waro azvigadzirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngatipemberei tichifara timuwanise mbiri nokuti muchato wehwayana wasvika uye mwenga azvigadzirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngatifarei, tifarisise, timukudze; nokuti mutambo wokuwana weGwayana wasvika, mukadzi waro wazvigadzirira.
Shona 2009?
Ngatifarei, tifarisise, timukudze; nokuti mutambo wokuwana wegwayana wasvika, mukadzi waro wazvigadzira.
Shona SUB 2002 Bible
Ngatifarei, tifarisise, timukudze; nokuti mutambo wokuwana weGwayana wasvika, mukadzi waro wazvigadzirira.