Revelation 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakapiwa simba kuti apfeke muceka wakanaka, unopenya, usinetȿina; nokuti muceka wakanaka ndiɀo ɀakarurama ɀaʋatȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapiwa mucheka wakachena, wakanaka uye unopenya kuti aupfeke.” Mucheka wakanaka ndiwo mabasa akarurama avatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabvumidzwa kupfeka jira jena rakachena rerineni rakanakisisa jena. Jira rerineni yakanakisisa ndiwo mabasa akarurama avatsvene.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akapiwa simba kuti apfeke mucheka wakanaka, unopenya, usina tsvina; nokuti mucheka wakanaka ndizvo zvakarurama zvavatsvene.”
Shona 2009?
Wakapiwa simba kuti apfeke mucheka wakanaka, unopenya, usinetsvina; nokuti mucheka wakanaka ndizvo zvakarurama zvavatsvene.
Shona SUB 2002 Bible
“Akapiwa simba kuti apfeke mucheka wakanaka, unopenya, asina tsvina; nokuti mucheka wakanaka ndizvo zvakarurama zvavatsvene.”