Revelation 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndoɗa kumukandira panhoʋo, naʋanoita ʋupombge naye panhamo huru, kana ʋasiŋgatendeʋuki pamaɓasa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndichamuisa panhoo yokutambudzika, uye ndichaita kuti vaya vaiita upombwe naye vatambudzike zvikuru, kana vakasatendeuka munzira dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichamurarisa pasi nedenda, naavo vanoita ufeve naye ndichavapinza mudambudziko rinorwadza kusatoti vasiyana nezviito zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ndoda kumukandira panhoo; navanoita upombwe naye panhamo huru, kana vasingatendeuki pamabasa avo.
Shona 2009?
Tarira, ndoda kumukandira panhovo, navanoita vupombwe naye panhamo huru, kana vasingatendevuki pamabasa avo.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ndoda kumukandira panhoo; navanoita upombwe naye panhamo huru, kana vasingatendeuki pamabasa avo.