Revelation 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cinhu ici unaco, kuti unoʋeŋga maɓasa aʋaNikoraiti, andinoʋeŋga neni ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi chinhu ichi unacho: Unovenga mabasa avaNikoraiti, andinovenga neniwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvimwe zvimwewo zvazvo, chako chaunacho ndechokuti unovenga mabasa avateveri vaNikoraitesi andinovengawo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chinhu ichi unacho, kuti unovenga mabasa avaNikoraiti, andinovenga neniwo.
Shona 2009?
Asi chinhu ichi unacho, kuti unovenga mabasa avaNikoraiti, andinovenga nenivo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi chinhu ichi unacho, kuti unovenga mabasa avaNikoraiti, andinovenga neniwo.