Revelation 20:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaʋona mutumŋa aciɓuruka kuɗeŋga, anekiyi yegomba rakadzika‐dzika, neketani huru muruʋoko rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakaona mutumwa achiburuka kubva kudenga, ane kiyi dzokugomba rakadzika zvisina mugumo uye akabata ngetani huru muruoko rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazoona mumwe mutumwa achiburuka kudenga akabata muruoko rwake kiyi yegomba risina parinoperera nengetani huru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakaona mutumwa achiburuka kudenga, ane kiyi yegomba rakadzika-dzika, nengetani huru muruoko rwake.
Shona 2009?
Zvino ndakavona mutumwa achiburuka kudenga, anekiyi, yegomba rakadzika-dzika, neketani huru muruvoko rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaona mutumwa achiburuka kudenga, ane kiyi yegomba rakadzika–dzika, nengetani huru muruoko rwake.