Revelation 20:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋakafa haʋanakurarama kuȿikira makore anegumi ramazana apera. Ndiko kumuka kwokutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakafa havana kurarama kusvikira makore chiuru apera. Uku ndiko kumuka kwokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vafi vose havana kumuka kusvikira chiuru chamakore chiya chapera, uku ndiko kumuka muvafi kokutanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vakafa havana kurarama kusvikira makore ane gumi ramazana apera. Ndiko kumuka kwokutanga.
Shona 2009?
Vamwe vakafa havana kumukazve kusvikira makore anegumi ramazana apera. Ndiko kumuka kokutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vakafa havana kurarama kusvikira makore ane gumi ramazana apera. Ndiko kumuka kwokutanga.