Revelation 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo wakandiisa muMŋeya kugomo guru refu, akandiratidza guta dɀene, Jerusarema, riciɓuruka kuɗeŋga, ricibva kunaMŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akandiendesa muMweya kugomo guru refu, uye akandiratidza Guta Dzvene, Jerusarema, richiburuka richibva kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiina Mweya, akanditakura akaenda neni kuGomo refurefu akandiratidza guta dzvene reJerusaremu richiburuka richibva mudenga, richibva kuna Mwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo wakandiisa muMweya kugomo guru refu, akandiratidza guta dzvene, Jerusaremu, richiburuka kudenga, richibva kuna Mwari,
Shona 2009?
Ipapo wakandiisa muMweya kugomo guru refu, akandiratidza guta guru Jerusarema dzvene, richiburuka kudenga, richibva kunaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo wakandiisa muMweya kugomo guru refu, akandiratidza guta dzvene, Jerusaremu, richiburuka kudenga, richibva kuna Mwari,