Revelation 21:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumabvazuʋa kwakaŋga kunamasuʋo matatu; kumsoro masuʋo matatu, zasi masuʋo matatu; nokumaʋirira masuʋo matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumabvazuva kwakanga kuna masuo matatu, matatu kumusoro, matatu nechezasi uye matatu kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumabvazuva kwaiva nemisuo mikuru mitatu; kuchamhembe kuine misuo mikuru mitatu; kumaodzanyemba kuine misuo mikuru mitatu kumadokerowo kuine misuo mikuru mitatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kumabvazuva kwakanga kuna masuo matatu; kumusoro masuo matatu, zasi masuo matatu; nokumavirira masuo matatu;
Shona 2009?
Kumabvazuva kwakanga kunamasuvo matatu; kumusoro masuvo matatu, zasi masuvo matatu, nokumavirira masuvo matatu;
Shona SUB 2002 Bible
Kumabvazuva kwakanga kuna masuwo matatu; kumusoro masuwo matatu, zasi masuwo matatu; nokumavirira masuwo matatu;