Revelation 21:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akayera ruȿiŋgo rwaro, makubiti anezana namakumi manna namanna, neciyero comunhu, ciri ciyero comutumŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaera rusvingo rwaro uye rwaiva rukobvu makubhiti zana namakumi mana namanaa nokuyera kwavanhu, kwaishandiswa nomutumwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaerawo rusvingo rwaro rukaita mamita makumi matanhatu ana mashanu namaerero anoita vanhu asi iye ari mutumwa aiera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaera rusvingo rwaro, makubhiti ane zana namakumi mana namana, nechiyero chomunhu, chiri chiyero chomutumwa.
Shona 2009?
Akayera rusvingo rwaro, makubiti anezana namakumi mana namana, nechiyero chomunhu, chiri chiyero chomutumwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akaera rusvingo rwaro, makubhiti ane zana namakumi mana namana, nechiyero chomunhu, chiri chiyero chomutumwa.