Revelation 21:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Masuʋo aro haaŋgatoŋgozarirwi masikati, nokuti ʋusiku habgucazoʋi’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana zuva richatongozarirwa masuo aro, nokuti hakuchazovi nousiku ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Misuo yaro mikuru haichazombopfigwa masikati uye hakuzombovi nousiku ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Masuo aro haangatongozarirwi masikati, nokuti usiku hahuchazovipo.
Shona 2009?
Masuvo aro haangatongozarirwi masikati, nokuti vusiku habwuchazovipo.
Shona SUB 2002 Bible
Masuwo aro haangatongozarirwi masikati, nokuti usiku hahuchazovipo.