Revelation 21:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukati maro hamuŋgatoŋgopindi cinhu cinoȿiɓisa, kana cinonyaŋgadza, kana cinenhema; asi aʋo ɓeɗzi ʋakanyorwa mubuku yoʋupenyu yeGwaiana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna chinhu chine tsvina chichazopinda imomo, uye kana upi zvake anoita zvinonyadzisa kana zvounyengeri, asi avo chete vana mazita akanyorwa mubhuku roupenyu reGwayana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna chakan'ora chichapinda mariri kana ani zvake anoita zvisingadiwi naMwari kana anonyengedza kusiya chete vakanyorwa mubhuku roupenyu reHwayana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukati maro hamungatongopindi chinhu chinosvibisa, kana chinonyangadza, kana chine nhema; asi avo bedzi vakanyorwa mubhuku yohupenyu yeGwayana.
Shona 2009?
Mukati maro hamungatongopindi chinhu chinosvibisa, kana chinonyangadza, kana chinenhema; asi avochetevakanyorwa mubhuku yovupenyu yegwayana.
Shona SUB 2002 Bible
Mukati maro hamungatongopindi chinhu chinosvibisa, kana chinonyangadza, kana chine nhema; asi avo bedzi vakanyorwa mubhuku youpenyu yeGwayana.