Revelation 21:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucapisika misodzi yose pameso aʋo; rufu harucaʋi’ po, kana kucema, kana kurira, kana kutambudzika haɀiŋgaʋi’ po; nokuti ɀokutaŋga ɀapfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achapukuta misodzi yavo yose pameso avo. Hapachazovazve norufu, kana kuungudza, kana kuchema, kana kurwadziwa, nokuti zvinhu zvokutanga zvapfuura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achapukuta misodzi yose pamaziso avo. Rufu haruchazovapozve, hapachazova nokuungudza kana kuchema kana kurwadziwazve, nokuti zvinhu zvakare zvinenge zvapfuura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achapisika misodzi yose pameso avo; rufu haruchavipo, kana kuchema, kana kurira, kana kutambudzika hazvingavipo; nokuti zvokutanga zvapfuwura.”
Shona 2009?
Uchapisika misodzi yose pameso avo; rufu haruchavipo, kana kuchema, kana kurira, kana kutambudzika hazvingavipo; nokuti zvokatanga zvapfuvura.
Shona SUB 2002 Bible
Achapukuta misodzi yose pameso avo; rufu haruchavipo, kana kuchema, kana kurira, kana kutambudzika hazvingavipo; nokuti zvokutanga zvapfuwura.”