Revelation 22:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndinokurumidza kuʋuya; muɓairo waŋgu ndinawo, kuti ndipe mumŋe nomumŋe seɀaakaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai, ndiri kukurumidza kuuya! Mubayiro wangu ndinawo, uye ndichapa mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi ndiri kuuya nokukurumidza ndakatakura mubayiro wangu kuti ndizopa munhu wose zvakaenzanirana nezvaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, ndinokurumidza kuuya; mubayiro wangu ndinawo, kuti ndipe mumwe nomumwe sezvaakabata.
Shona 2009?
Tarirai, ndinokurumidza kuvuya; mubairo wangu ndinawo, kuti ndipe mumwe nomumwe sezvaakabata.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, ndinokurumidza kuuya; mubairo wangu ndinawo, kuti ndipe mumwe nomumwe sezvaakabata.