Revelation 22:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unopupura iɀoɀi unoti: Hoŋo, ndinokurumidza kuʋuya. Ameni, ʋuyai Ishe Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anopupura zvinhu izvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni. Uyai, Ishe Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ari kutaura zvinhu izvi anoti, “Chokwadi ndiri kuuya zvino uno.” Ameni uyai Tenzi Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anopupura izvozvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni, uyai, Ishe Jesu.
Shona 2009?
Iye unopupura izvozvi unoti: Hongu, vuyai Ishe Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anopupura izvozvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni, uyai, Ishe Jesu.