Revelation 22:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakucaʋi necinhu cakatukwa; cigaro coʋushe caMŋari neceGwaiana cicaʋa mukati maro; ʋaranda ʋake ʋacamushumira; ʋacaʋona ciso cake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuchazovizve nokutukwa. Chigaro choushe chaMwari necheGwayana zvichava muguta, uye varanda vake vachamushumira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapachazovapo nokurengererwa rushambwa asi chigaro chaMwari choumambo necheHwayana zvichava muguta iroro; varanda vake vachamugwadamira vachimunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuchavi nechinhu chakatukwa; chigaro choushe chaMwari necheGwayana chichava mukati maro; varanda vake vachamushumira; vachaona chiso chake;
Shona 2009?
Hakuchavi nechinhu chakatukwa; chigaro chovushe chaMwari nechegwayana chichava mukati maro; varanda vake vachamushumira, vachavona chiso chake;
Shona SUB 2002 Bible
Hakuchavi nechinhu chakatukwa; chigaro choushe chaMwari necheGwayana chichava mukati maro; varanda vake vachamushumira; vachaona chiso chake;