Revelation 22:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndokurumidza kuʋuya; unoceŋgeta mashoko okuprofita kwebuku iyi wakaropafadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai, ndinokurumidza kuuya! Akaropafadzwa uyo anochengeta mashoko ouprofita huri mubhuku iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwa ndiri kuuya nokukurumidza. Akakomborerwa zvake anochengeta mazwi okuporofita ebhuku rino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndokurumidza kuuya; anochengeta mashoko okuporofita kwebhuku iri akaropafadzwa.
Shona 2009?
Tarirai, ndokurumidza kuvuya; unochengeta mashoko okuporofita kwebhuku iyi wakaropafadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndokurumidza kuuya; anochengeta mashoko okuporofita kwebhuku iri akaropafadzwa.