Revelation 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Rega kuɗaro; ndiri muranda pamŋe cete newe, nehama dzako, ʋaprofita, naʋanoceŋgeta mashoko ebuku iyi; namata Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akati kwandiri, “Rega kudaro! Ndiri muranda pamwe chete newe uye nehama dzako vaprofita navose vanochengeta mashoko ebhuku iri. Namata Mwari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akanditi, “Usadaro, ini ndiri mushandipamwe newe uye pamwe navaporofita, hama dzako navanochengeta mazwi ebhuku rino iri. Mwari ndiye waunofanira kugwadamira uchinamata.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, “Rega kudaro; ndiri muranda pamwechete newe, nehama dzako, vaporofita, navanochengeta mashoko ebhuku iyi; namata Mwari.”
Shona 2009?
Akati kwandiri: Rega kudaro; ndiri muranda pamwe chete newe, nehama dzako, vaporofita, navanochengeta mashoko ebhuku iyi; namata Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, “Rega kudaro; ndiri muranda pamwechete newe, nehama dzako, vaporofita, navanochengeta mashoko ebhuku iyi; namata Mwari.”