Revelation 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀawakaceŋgeta shoko rokutsuŋgirira kwaŋgu, ndicakuceŋgeta ʋo paŋguʋa yokuidzwa yoɗo‐kuʋuya panyika yose, kuidza ʋanogara panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo wakachengeta murayiro wangu kuti utsunge nomwoyo murefu, ndichakuchengetawo panguva yokuedzwa iri kusvika pamusoro penyika yose kuzoedza avo vanogara panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti wakachengeta shoko rangu rokutirira, ndichakuchengeta panguva yokuedzwa iri kuuya pasi pose kuzoedza vose vagere panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvawakachengeta shoko rokutsungirira kwangu, ndichakuchengetawo panguva yokuedzwa yoda kuuya panyika yose, kuedza vanogara panyika.
Shona 2009?
Zvawakachengeta shoko rokutsungirira kwangu, ndichakuchengetavo panguva yokuidzwa yoda kuvuya panyika yose, kuidzwa vanogara panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvawakachengeta shoko rokutsungirira kwangu, ndichakuchengetawo panguva yokuedzwa yoda kuuya panyika yose, kuedza vanogara panyika.