Revelation 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokurumidza kuʋuya; ɓatisisa ico caunaco, kuti urege kutorerwa korona yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kukurumidza kuuya. Batisisa icho chaunacho, kuti kurege kuva nomunhu anokutorera korona yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kuuya nokukurumidza. Batisisai zvamuinazvo kuti parege kuva nomunhu anokubvutirai chiremba chenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinokurumidza kuuya; batisisa icho chaunacho, kuti urege kutorerwa korona yako.
Shona 2009?
Tarira ndinokurumidza kuvuya; batisisa icho chaunacho, kuti urege kutorerwa korona yako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinokurumidza kuuya; batisisa icho chaunacho, kuti urege kutorerwa korona yako.