Revelation 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyorera mutumŋa wekereke iri paRaodikia, uti: Ɀanzi naAmeni, capupu cakatendeka, caɀokwaɗi, kutaŋga kweɀisikwa ɀaMŋari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kumutumwa wekereke iri muRaodhikea nyora kuti: Aya ndiwo mashoko aiye Ameni, chapupu chakatendeka uye chechokwadi, mutongi wezvisikwa zvaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nyorera mutumwa wesangano rokuRaodhekia uti zvanzi naAmeni, “ ‘Iye chapupu chinotendeka chechokwadi, iye mavambo ezvisikwa zvaMwari.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyorera mutumwa wekereke iri paRaodhikia, uti: “Zvanzi naAmeni, chapupu chakatendeka, chechokwadi, kutanga kwezvisikwa zvaMwari:
Shona 2009?
Nyorera mutumwa wekereke iri paRaodhikia, uti: Zvanzi naAmeni, chapupu chakatendeka, chechokwadi, kutanga kwezvisikwa zvaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
“Nyorera mutumwa wechechi iri paRaodhikia uti: “Zvanzi naAmeni, chapupu chakatendeka, chechokwadi, kutanga kwezvisikwa zvaMwari.