Revelation 3:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa maɓasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Ƌai ucitonhora kana kupisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Ndaida kuti uve chimwe chaizvozvi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinoziva mabasa ako, hautonhori kana kupisa, dai waitotonhora zvako kana kupisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Dai uchitonhora kana kupisa.
Shona 2009?
Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Dai uchitonhora kana kupisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Dai uchitonhora kana kupisa.