Revelation 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀaunodziya, usiŋgatonhori kana kupisa, ndicakuȿiȿina mumuromo maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka nokuda kwokuti unodziya zvishoma, haupisi kana kutonhora, ndava kuda kukusvipa kubva mumuromo mangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nokuda kokuti uno rudziirakure usingatonhori kana kupisa ndichakusvipa mukanwa mangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvaunodziya, usingatonhori kana kupisa, ndichakusvisvina mumuromo mangu.
Shona 2009?
Zvino zvaunodziya, usingatonhori kana kupisa, ndichakusvisvina mumuromo mangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvaunodziya, usingatonhori kana kupisa, ndichakusvisvina mumuromo mangu.