Revelation 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pepuka, usimbise iɀo ɀakasara, ɀakaŋga ɀoɗo‐kufa; nokuti handina‐kuwana maɓasa ako kuti akakwana pamberi paMŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muka! Simbisa zvakasara zvoda kufa, nokuti handina kuwana mabasa ako akakwana pamberi paMwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muka usimbaradze zvasara uye zvava pedyo nokufa. Nokuti mabasa ako handina kuaona akakwana pamberi paMwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pepuka, usimbise izvo zvakasara, zvakanga zvoda kufa; nokuti handina kuwana mabasa ako ari akakwana pamberi paMwari wangu.
Shona 2009?
Pepuka, usimbise izvo zvakasara, zvakanga zvodo-kufa; nokuti handina-kuwana mabasa ako kuti akakwana pamberi paMwari wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Pepuka, usimbise izvo zvakasara, zvakanga zvoda kufa; nokuti handina kuwana mabasa ako ari akakwana pamberi paMwari wangu.