Revelation 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokunda ndicamupa cinhu ici, kuti agare neni pacigaro caŋgu coʋushe, seni ʋo ndakakunda, ndikagara pamŋe cete naƂaɓa ʋaŋgu pacigaro caʋo coʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuno uyo anokunda, ndichamutendera kuti agare neni pachigaro changu choushe, sezvandakakunda uye ndikagara naBaba vangu pachigaro chavo choushe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anokunda ndichamuti agare neni pachigaro changu choumambo sokukundawo kwandakaita ini pachangu ndikagarawo naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anokunda ndichamupa chinhu ichi, kuti agare neni pachigaro changu choushe, seniwo ndakakunda, ndikagara pamwechete naBaba vangu pachigaro chavo choushe.
Shona 2009?
Unokunda ndichamupa chinhu ichi, kuti agare neni pachigaro changu chovushe, senivo ndakakunda, ndikagara pamwe chete nababa vangu pachigaro chavo chovushe.
Shona SUB 2002 Bible
Anokunda ndichamupa chinhu ichi, kuti agare neni pachigaro changu choushe, seniwo ndakakunda, ndikagara pamwechete naBaba vangu pachigaro chavo choushe.