Revelation 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi Ishe, Mŋari weɗu, makafanira kuti muʋigirwe kubginya, nokukudzwa, nesimba, nokuti ndimi makasika ɀinhu ɀose, ɀakaʋa’po, ɀikasikwa nokuɗa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makafanira, Ishe naMwari wedu, kugamuchira mbiri nokukudzwa, uye nesimba, nokuti makasika zvinhu zvose, nokuda kwenyu zvakasikwa, uye zviripo nokuda kwenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munokodzera imi Tenzi naMwari wedu kupiwa mbiri norukudzo nesimba nokuti ndimi makasika zvinhu zvose. Kuda kwenyu kuti zvivepo uye kuti zvisikwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imi Ishe, Mwari wedu, makafanira kuti muvigirwe kubwinya, nokukudzwa, nesimba, nokuti ndimi makasika zvinhu zvose, zvakavapo, zvikasikwa nokuda kwenyu.”
Shona 2009?
imwi Ishe, Mwari wedu, makafanira kuti muvigirwe kubwinya, nokukudzwa, nesimba, nokuti ndimi makasika zvinhu zvose, zvakavapo, zvakasikwa nokuda kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Imi Ishe, Mwari wedu, makafanira kuti muvigirwe kubwinya, nokukudzwa, nesimba, nokuti ndimi makasika zvinhu zvose, zvakavapo, zvikasikwa nokuda kwenyu.”