Revelation 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cisikwa cipenyu cokutaŋga cakaŋga cakafanana neshumba, cisikwa cipenyu cecipiri cakaŋga cakafanana nemhuru, cisikwa cipenyu cecitatu cakaŋga cineciso cakaita secomunhu, necisikwa cipenyu cecinna cakaŋga cakafanana negondo rinobururuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakaita seshumba, chechipiri chakanga chakaita senzombe, chechitatu chakanga chine chiso sechomunhu, chechina chakanga chakaita segondo rinobhururuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakaita seshumba; chisikwa chipenyu chechipiri chakanga chakaita semombe; chisikwa chipenyu chechitatu chakanga chiine uso hwemunhu chisikwa chipenyu chechina chakanga chakaita segondo rinobhururuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakafanana neshumba, chisikwa chipenyu chechipiri chakanga chakafanana nemhuru, chisikwa chipenyu chechitatu chakanga chine chiso chakaita sechomunhu, nechisikwa chipenyu chechina chakanga chakafanana negondo rinobhururuka.
Shona 2009?
Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakafanana neshumba, chisikwa chipenyu chechipiri chakanga chakafanana nemhuru, chisikwa chipenyu chechitatu chakanga chinechiso chakaita sechomunhu, nechisikwa chipenyu chechina chakanga chakafanana negondo rinobururuka.
Shona SUB 2002 Bible