Revelation 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti nenzwi guru: Gwaiana rakaɓayiwa rakafanira kuti riʋigirwe ʋushe, nefuma, nokucenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubginya, nokurumbidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaimba nenzwi guru vachiti: “Gwayana ndiro rakafanira, iro rakanga raurayiwa, kuti rigamuchire simba nepfuma nouchenjeri nesimba nokukudzwa nokubwinya uye nokurumbidzwa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti nezwi guru, “Hwayana yakauraiwa yakakodzera kugamuchira simba roupfumi noungwaru noukuru norukudzo nembiri nechikomborero.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti nezwi guru, “Gwayana rakabayiwa rakafanira kuti rivigirwe ushe, nepfuma, nokuchenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubwinya, nokurumbidzwa.”
Shona 2009?
vachiti nenzwi guru: gwayana rakabayiwa rakafanira kuti rivigirwe vushe, nefuma, nokuchenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubwinya, nokurumbidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti nezwi guru, “Gwayana rakabayiwa rakafanira kuti rivigirwe ushe, nepfuma, nokuchenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubwinya, nokurumbidzwa.”