Revelation 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ɀisikwa ɀipenyu ɀinna ɀakati: Ameni. Ʋakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna ʋo ʋakawira pasi, ʋakanamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisikwa zvipenyu zvina zvakati, “Ameni,” uye vakuru vakawira pasi vakanamata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvisikwa zvipenyu zvina zviya zvakati, “Ameni,” vakuru vakuru vaya vakabva vati wareware pasi vachinamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo zvisikwa zvipenyu zvina zvakati, “Ameni.” Vakuru vana makumi maviri navanavo vakawira pasi, vakanamata.
Shona 2009?
Ipapo zvisikwa zvipenyu zvina zvakati: Ameni. Vakuru vanamakumi maviri navana vo vakawira pasi, vakanamata Iye unorarama nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo zvisikwa zvipenyu zvina zvakati, “Ameni.” Vakuru vana makumi maviri navanavo vakawira pasi, vakanamata.