Revelation 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaʋona mutumŋa, unesimba, aciɗanidzira nenzwi guru, aciti: Ndianiko wakafanira kuti azarure buku iyi, nokusunuŋgura ɀisimbiso ɀayo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakaona mutumwa ane simba achidanidzira nenzwi guru achiti, “Ndiani akafanira kusunungura chisimbiso nokuzarura bhuku rakapetwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaonawo mutumwa akasimba achidaidzira nezwi guru achiti, “Ndiani anokodzera kuzarura bhuku rokumononora nokukwatanura namo dzaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaona mutumwa, ane simba, achidanidzira nezwi guru, achiti, “Ndianiko akafanira kuti azarure bhuku iri, nokusunungura zvisimbiso zvaro?”
Shona 2009?
Ipapo ndakavona mutumwa, unesimba, achidanidzira nenzwi guru; achiti: Ndianiko wakafanira kuti azarure bhuku iyi, nokusunungura zvisimbiso zvayo?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaona mutumwa, ane simba, achidanidzira nezwi guru, achiti, “Ndianiko akafanira kuti azarure bhuku iri, nokusunungura zvisimbiso zvaro?”