Revelation 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kwakaŋga kusinomunhu kuɗeŋga napanyika, kana napasi penyika, wakagona kuzarura buku iyo, kana kutarira mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hakuna munhu kudenga kana panyika kana pasi penyika aigona kuzarura bhuku rakapetwa kana kunyange kutarira mukati maro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana kana mumwechete, kudenga kana pasi pano kana pasi penyika aigona kuzarura bhuku rokumononora iroro kana kutarisa mukati maro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kwakanga kusina munhu kudenga napanyika, kana napasi nepanyika, akagona kuzarura bhuku iro, kana kutarira mariri.
Shona 2009?
Asi kwakanga kusinomunhu kudenga napanyika, kana napasi penyika, wakagona kuzarura bhuku iyo, kana kutarira mairi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kwakanga kusina munhu kudenga napanyika, kana napasi nepanyika, akagona kuzarura bhuku iro, kana kutarira mariri.