Revelation 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakacema ɀikuru, ɀakusina‐kuwanikwa munhu, wakafanira kuti azarure buku, kana kutarira mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakachema nokuchema kukuru nokuti hakuna munhu akawanikwa akanga akafanira kuzarura bhuku rakapetwa kana kutarira mukati maro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ini ndakachema zvikuru nokuti aikodzera kuzarura bhuku rokumononora iroro kana kutarisa mariri; haana kuwanikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakachema zvikuru, zvakusina kuwanikwa munhu, akafanira kuti azarure bhuku, kana kutarira mariri.
Shona 2009?
Ipapo ndakachema zvikuru, zvakusina-kuwanikwa munhu, wakafanira kuti azarure bhuku, kana kuverenga kana kutarira mairi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakachema zvikuru, zvakusina kuwanikwa munhu, akafanira kuti azarure bhuku, kana kutarira mariri.