Revelation 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino rakati ratora buku, ɀisikwa ɀipenyu ɀinna naƲakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna ʋakawira pasi pamberi peGwaiana, mumŋe nomumŋe anoruɗimbga, nendiro dzendarama, dzakaŋga dzizere neɀinonhuwira, iri minyeŋgetero yaʋatȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye rakati raritora, zvisikwa zvipenyu zvina navakuru makumi mana navana vakawira pasi pamberi peGwayana. Mumwe nomumwe akanga ano rudimbwa uye vakanga vakabata ndiro dzegoridhe dzakanga dzizere nezvinonhuwira, inova ndiyo minyengetero yavatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Payakatora bhuku rokumononora iroro, zvisikwa zvipenyu zvina zviya navakuru vakuru makumi maviri navana vaya vakati pasi wareware pamberi peHwayana. Mumwe nomumwe aine dimbwa mumaoko nekadhishi kazere rusenzi ndiyo minamato yavatsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino rakati ratora bhuku, zvisikwa zvipenyu zvina naVakuru vana makumi maviri navana vakawira pasi pamberi peGwayana, mumwe nomumwe anorudimbwa, nendiro dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuwira, iri minyengetero yavatsvene.
Shona 2009?
Zvino rakati ratora bhuku, zvisikwa zvipenyu zvina naVakuru vanamakumi maviri navana vakawira pasi pamberi pegwayana, mumwe nomumwe anorudimbwa, nendiro dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuhwira, iri minyengetero yavatsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino rakati ratora bhuku, zvisikwa zvipenyu zvina naVakuru vana makumi maviri navana vakawira pasi pamberi peGwayana, mumwe nomumwe anorudimbwa, nendiro dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuwira, iri minyengetero yavatsvene.