Revelation 6:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti zuʋa guru rokutsamŋa kwaʋo raȿika; ndianiko unogona kumira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zuva guru rehasha dzavo rasvika, uye ndianiko anogona kumira?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti zuva guru rehasha dzavo rauya, pakadaro ndiani angapamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti zuva guru rokutsamwa kwavo rakasvika; ndianiko anogona kumira?”
Shona 2009?
nokuti zuva guru rokutsamwa kwaro rasvika; ndianiko unogona kumira?
Shona SUB 2002 Bible
nokuti zuva guru rokutsamwa kwavo rakasvika; ndianiko anogona kumira?”