Revelation 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati azarura cisimbiso cecinna, ndikanzwa inzwi recisikwa cipenyu cecinna riciti: Ʋuya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gwayana rakati razarura chisimbiso chechina, ndakanzwa inzwi rechisikwa chipenyu chechina richiti, “Uya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakakwatanura namo yechina ndakanzwa izwi rechisikwa chipenyu chechina richiti, “Uya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati azarura chisimbiso chechina, ndikanzwa izwi rechisikwa chipenyu chechina richiti, “Uya!”
Shona 2009?
Wakati azarura chisimbiso chechina, ndikanzwa inzwi rechisikwa chipenyu chechina richiti: Vuya uvone.
Shona SUB 2002 Bible
Akati azarura chisimbiso chechina, ndikanzwa izwi rechisikwa chipenyu chechina richiti, “Uya!”