Revelation 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaʋona mumŋe mutumŋa acikwira acibva kumabvazuʋa, anecisimbiso caMŋari mupenyu; akaɗana nenzwi guru kuʋatumŋa ʋanna, ʋaya ʋakaŋga ʋapiwa simba kuti ʋatadzire nyika neguŋgwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achibva kumabvazuva, ane chisimbiso chaMwari mupenyu. Akadanidzira nenzwi guru kuvatumwa vana vakanga vapiwa simba rokuti vatadzire nyika negungwa akati:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandakazoona mumwe mutumwa achikwira mudenga kumabvazuva aine chidhindo chaMwari mupenyu. Akadaidzira nezwi guru kuvatumwa vana vaya vakanga vapiwa simba rokuondonga nyika negungwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achikwira achibva kumabvazuva, ane chisimbiso chaMwari mupenyu; akadana nezwi guru kuvatumwa vana, vaya vakanga vapiwa simba kuti vatadzire nyika negungwa,
Shona 2009?
Ipapo ndakavona mumwe mutumwa achikwira achibva kumabvazuva, anechisimbiso chaMwari mupenyu; akadana nenzwi guru kuvatumwa vana, vaya vakanga vapiwa simba kuti vatadzire nyika negungwa,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achikwira achibva kumabvazuva, ane chisimbiso chaMwari mupenyu; akadana nezwi guru kuvatumwa vana, vaya vakanga vapiwa simba kuti vatadzire nyika negungwa,