Revelation 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Musatadzira nyika, kana guŋgwa, kana miti, kuȿikira taisa cisimbiso pahuma dzaʋaranda ʋaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musatadzira nyika kana gungwa kana miti kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Musaondonge nyika kana gungwa kana miti, kusvikira taisa mucherechedzo pahuma dzavaranda vaMwari wedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti, “Musatadzira nyika, kana gungwa, kana miti, kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.”
Shona 2009?
achiti: Musatadzira nyika, kana gungwa, kana miti, kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
achiti, “Musatadzira nyika, kana gungwa, kana miti, kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.”