Revelation 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati azarura cisimbiso cecinomŋe, kunyarara kukaʋa’po kuɗeŋga kuneŋge sehafu yeŋguʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati azarura chisimbiso chechinomwe, kwakava nokunyarara kudenga kwenguva inenge hafu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwayana payakakwatanura namo yechinomwe kwakanyararwa kudenga kwehafu yeawa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati azarura chisimbiso chechinomwe, kunyarara kukavapo kudenga kunenge sehafu yenguva.
Shona 2009?
Wakati azarura chisimbiso chichinomwe, kunyarara kukavapo kudenga kunenge sehafu yenguva.
Shona SUB 2002 Bible
Wakati azarura chisimbiso chechinomwe, kunyarara kukavapo kudenga kunenge sehafu yenguva.