Revelation 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
zita renyeredzi rakaŋga ricinzi, Cinoʋaʋa; ipapo cetatu cemvura cikaʋaʋiswa, ʋanhu ʋazhinji ʋakafa nemvura, nokuti yakaŋga yaʋaʋiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zita renyeredzi rainzi Chinovava. Chetatu chemvura zhinji chakavava, uye vanhu vazhinji vakafa nokuda kwemvura yakanga yovava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zita renyenyedzi iyoyo rainzi Gavakava. Chikamu chechitatu chemvura chakava gavakava kuvava. Vanhu vazhinji vakafa nemvura iyoyo nokuti yakaitwa gavakava kuvava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zita renyeredzi rakanga richinzi, “Chinovava;” ipapo chetatu chemvura chikavaviswa, vanhu vazhinji vakafa nemvura, nokuti yakanga yavaviswa.
Shona 2009?
zita renyeredzi rakanga richinzi, Chinovava; ipapo chetatu chemvura chikavaviswa, vanhu vazhinji vakafa nemvura, nokuti yakanga yavaviswa.
Shona SUB 2002 Bible
zita renyenyedzi rakanga richinzi, “Chinovava;” ipapo chetatu chemvura chikavaviswa, vanhu vazhinji vakafa nemvura, nokuti yakanga yavaviswa.