Revelation 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimŋe ricibururuka pakati peɗeŋga, riciti nenzwi guru: Nhamo, nhamo, nhamo, kunaʋanogara panyika, nokuɗa kwamanzwi mamŋe ehwamanda aʋatumŋa ʋatatu ʋacazoridza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakatarira, ndakanzwa gondo rakanga richibhururuka pakati pomuchadenga richirira nenzwi guru richiti, “Nhamo! Nhamo! Nhamo kuna vanogara panyika, nokuda kwehwamanda dzava kuda kuzoridzwa navamwe vatumwa vatatu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopandakatarisa, onei gondo richichema nezwi guru paraibhururuka mudenga richiti, “Heyo nhamo, heyo nhamo heyo nhamo iyo kune vagere panyika pacharidzwa mamwe mabhosvo anofanira kuridzwa navamwe vatumwa vatatu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimwe richibhururuka pakati pedenga, richiti nezwi guru, “Nhamo, nhamo, nhamo, kuna vanogara panyika, nokuda kwamazwi mamwe ehwamanda avatumwa vatatu vachazoridza.”
Shona 2009?
Ipapo ndakatarira, ndikanzwa mutumwa achibhururuka pakati pedenga, achiti nenzwi guru: Nhamo, nhamo, nhamo, kunavanogara panyika, nokuda kwamanzwi mamwe ehwamanda avatumwa vatatu vachazoridza.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimwe richibhururuka pakati pedenga, richiti nezwi guru, “Nhamo, nhamo, nhamo, kuna vanogara panyika, nokuda kwamazwi mamwe ehwamanda avatumwa vatatu vachazoridza.”