Revelation 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋutsi bgeɀinonhuwira bgukakwira pamberi paMŋari bgucibva muruʋoko rwomutumŋa pamŋe cete neminyeŋgetero yaʋatȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Utsi hwezvinonhuwira, pamwe chete neminyengetero yavatsvene, zvakakwira pamberi paMwari kubva muruoko rwomutumwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Utsi hwerusenzi hwakakwira pamwechete neminamato yavatsvene ichibva mumaoko omutumwa aiva pamberi paMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Utsi hwezvinonhuwira hukakwira pamberi paMwari huchibva muruoko rwomutumwa pamwechete neminyengetero yavatsvene.
Shona 2009?
Vutsi bwezvinonhuhwira bwukakwira pamberi paMwari bwuchibva muruvoko rwomutumwa pamwe chete neminyengetero yavatsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Utsi hwezvinonhuwira hukakwira pamberi paMwari huchibva muruoko rwomutumwa pamwechete neminyengetero yavatsvene.