Revelation 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
cetatu ceɀisikwa ɀakaŋga ɀiri muguŋgwa ɀikafa, iɀo, ɀakaŋga ɀinoʋupenyu; necetatu ceɀikepe cikaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chetatu chezvisikwa zvipenyu zviri mugungwa chikafa, uye chetatu chezvikepe chikaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikamu chechitatu chegungwa chakasanduka kuva ropa. Chikamu chechitatu chezvisikwa zvomugungwa chakafa. Chikamu chechitatu chengarava chakaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
chetatu chezvisikwa zvakanga zviri mugungwa zvikafa, izvo, zvakanga zvino upenyu; nechetatu chezvikepe chikaparadzwa.
Shona 2009?
chetatu chezvisikwa zvakanga zviri mugungwa zvikafa, izvo, zvakanga zvinovupenyu; nechetatu chezvikepe chikaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
chetatu chezvisikwa zvakanga zviri mugungwa zvikafa, izvo, zvakanga zvino upenyu; nechetatu chezvikepe chikaparadzwa.