Revelation 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutumŋa wecishanu wakaridza, ndikaʋona nyeredzi, yakabva kuɗeŋga, yawira pasi; ikapiwa kiyi yegomba rakadzika‐dzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa weshanu akaridza hwamanda yake, uye ndikaona nyeredzi yakanga yawira panyika ichibva kudenga. Nyeredzi yakapiwa kiyi yegomba rakadzika zvisina mugumo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa wechishanu akaridza bhosvo rake. Ndakabva ndaona nyenyedzi yakawira pasi kubva kudenga yakanga yapiwa kiyi yeziburi regomba risina parinoperera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutumwa wechishanu akaridza, ndikaona nyeredzi, yakabva kudenga, yawira pasi; ikapiwa kiyi yegomba rakadzika-dzika.
Shona 2009?
Zvino mutumwa wechishanu wakaridza, ndikavona nyeredzi,, yakabva kudenga, yawira pasi; ikapiwa kiyi yegomba rakadzika-dzika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutumwa wechishanu akaridza, ndikaona nyenyedzi, yakabva kudenga, yawira pasi; ikapiwa kiyi yegomba rakadzika–dzika.