Revelation 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutumŋa wecitanhatu wakaridza, ndikanzwa inzwi ricibva panyaŋga inna dzeartari yendarama yakaŋga iri pamberi paMŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa wechitanhatu akaridza hwamanda yake, uye ndikanzwa inzwi richibuda munyanga dzearitari yegoridhe iri pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa wechitanhatu akaridza bhosvo rake ndikanzwa izwi robva kune zvinenge nyanga zvina zviya zvapaatari yendarama iri pamberi paMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutumwa wechitanhatu akaridza, ndikanzwa izwi richibva panyanga ina dzearitari yendarama yakanga iri pamberi paMwari,
Shona 2009?
Zvino mutumwa wechitanhatu wakaridza, ndikanzwa inzwi richibva panyanga ina dzearitari yendarama yakanga iri pamberi paMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutumwa wechitanhatu akaridza, ndikanzwa izwi richibva panyanga ina dzeatari yendarama yakanga iri pamberi paMwari,